Hosea 3:1 BDMCS

1 Jehovha akati kwandiri, “Enda, undodazve mukadzi wako, kunyange achidiwa nomumwe uye ari chifeve. Umude sokuda kunoita Jehovha vaIsraeri, kunyange vachitendeukira kuna vamwe vamwari vachida makeke akaereswa ane marezini.”

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 3

Maonero Hosea 3:1 akapoteredza