Hosea 2:6 BDMCS

6 Naizvozvo ndichasosera nzira yavo namasanzu eminzwa; ndichavapfigira mukati morusvingo zvokuti havangawani nzira yavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 2

Maonero Hosea 2:6 akapoteredza