Hosea 2:7 BDMCS

7 Vachadzinganisa vadiwa vavo asi havangavabati; vachavatsvaka, asi havangavawani. Ipapo vachati, ‘Ndichadzokera kumurume wangu sapakutanga nokuti ipapo ndaiva nani kupfuura pari zvino.’

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 2

Maonero Hosea 2:7 akapoteredza