Hosea 2:8 BDMCS

8 Havana kuzvibvuma kuti ndini ndaivapa zviyo, newaini itsva namafuta, ndini ndakavapa sirivha negoridhe rakawanda izvo zvavakashandira Bhaari nazvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 2

Maonero Hosea 2:8 akapoteredza