Hosea 2:9 BDMCS

9 “Naizvozvo ndichavatorera zviyo zvangu kana zvaibva, newaini yangu itsva nenguva yayo. Ndichatora makushe angu nomucheka wangu zvaifanira kufukidza kushama kwavo.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 2

Maonero Hosea 2:9 akapoteredza