Hosea 4:1 BDMCS

1 Inzwai shoko raJehovha, imi vaIsraeri, nokuti Jehovha ane mhosva yaari kupa kwamuri imi vagere munyika: “Hapana akatendeka, hapana ane rudo, hapana anoziva Mwari munyika.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 4

Maonero Hosea 4:1 akapoteredza