Hosea 4:2 BDMCS

2 Mune kutuka chete, kunyengera nokuuraya, kuba noupombwe; vanoparadza zvose zvinovadzivisa, uye kudeuka kweropa kunotevera kudeuka kweropa.

Verenga chitsauko zvakakwana Hosea 4

Maonero Hosea 4:2 akapoteredza