Isaya 1:1 BDMCS

1 Chiratidzo chaIsaya mwanakomana waAmozi, chaakaona pamusoro peJudha neJerusarema pamazuva aUziya naJotamu, naAhazi naHezekia, madzimambo eJudha.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 1

Maonero Isaya 1:1 akapoteredza