Isaya 1:2 BDMCS

2 Inzwai imi matenga! Teerera iwe nyika! Nokuti Jehovha akataura achiti, “Ndakarera vana ndikavakudza, asi ivo vakandimukira.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 1

Maonero Isaya 1:2 akapoteredza