Isaya 1:6 BDMCS

6 Kubvira pasi porutsoka rwako kusvikira panhongonya yomusoro wako hapana pakukutu, anongova maronda nokurwadziwa namavanga akazaruka, asina kusukwa kana kusungwa kana kuzorwa mafuta.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 1

Maonero Isaya 1:6 akapoteredza