7 Nyika yenyu yaparadzwa, Maguta enyu apiswa nomoto; minda yenyu iri kutorwa navatorwa pamberi penyu chaipo, nyika yaparadzwa sapanoparadza vatorwa.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 1
Maonero Isaya 1:7 akapoteredza