Isaya 10:3 BDMCS

3 Muchaita sei pazuva rokutongwa, njodzi painouya ichibva kure? Muchatizira kuna aniko kuti mubatsirwe? Upfumi hwenyu muchahusiyepiko?

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 10

Maonero Isaya 10:3 akapoteredza