Isaya 10:4 BDMCS

4 Hapana chichasara asi kungokotama pakati penhapwa, kana kuwira pakati pavakaurayiwa. Kunyange zvakadaro, kutsamwa kwake hakuna kudzorwa, ruoko rwake ruchakangosimudzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 10

Maonero Isaya 10:4 akapoteredza