Isaya 13:21 BDMCS

21 Asi zvisikwa zvomugwenga ndizvo zvichagara ikoko, makava achazadza dzimba dzavo; mazizi achagara ikoko, uye imomo ngururu dzichakwakuka-kwakuka.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 13

Maonero Isaya 13:21 akapoteredza