Isaya 13:22 BDMCS

22 Mapere achachema ari munhare dzavo, makava mudzimba dzavo dzinoyevedza dzamadzimambo. Nguva yake yaswedera, uye mazuva aro haazowedzerwi.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 13

Maonero Isaya 13:22 akapoteredza