Isaya 14:1 BDMCS

1 Jehovha achanzwira Jakobho tsitsi; achasarudza Israeri zvakare uye achavagarisa munyika yavo. Vatorwa vachabatana navo vachanamatirana neimba yaJakobho.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 14

Maonero Isaya 14:1 akapoteredza