Isaya 13:5 BDMCS

5 Vanobva kunyika dziri kure, kubva kumagumo amatenga, Jehovha nezvombo zvokutsamwa kwake, kuti aparadze nyika yose.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 13

Maonero Isaya 13:5 akapoteredza