Isaya 20:6 BDMCS

6 Pazuva iro, vanhu vaigara pamhenderekedzo ino vachati, ‘Tarirai zvaitika kuna vaya vataivimba navo, vaya vataitizira kwavari kuti vatibatsire uye vatinunure kubva kuna mambo weAsiria! Zvino isu tichapunyuka sei?’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 20

Maonero Isaya 20:6 akapoteredza