Isaya 26:11 BDMCS

11 Haiwa Jehovha, ruoko rwenyu rwakasimudzirwa kumusoro, asi havaruoni. Ngavaone kushingaira kwenyu pamusoro pavanhu venyu vagonyadziswa; moto wakachengeterwa vavengi venyu ngauvaparadze.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 26

Maonero Isaya 26:11 akapoteredza