10 Kunyange nyasha dzichiratidzwa kuna vakaipa, ivo havadzidzi kururama; kunyange munyika yokururama, vanongoramba vachiita zvakaipa, uye havana hanya noukuru hwaJehovha.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 26
Maonero Isaya 26:10 akapoteredza