Isaya 26:9 BDMCS

9 Mwoyo wangu unokushuvai pausiku; mangwanani, mweya wangu unokupangai. Kutonga kwenyu pakunouya panyika, vanhu vanogara panyika vanodzidza zvokururama.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 26

Maonero Isaya 26:9 akapoteredza