Isaya 27:4 BDMCS

4 Handina kutsamwa Dai paingova nerukato neminzwa zvinorwa neni! Ndaienda kundorwa nazvo; ndaizvipisa zvose nomoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 27

Maonero Isaya 27:4 akapoteredza