17 Ndichaita kuti kururamisira kuve rwodzi rwokuera, uye kururama ndichakuita chokururamisa nacho; chimvuramabwe chichakukura utiziro hwenyu, idzo nhema, uye mvura ichafukidza nzvimbo yenyu yokuvanda.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 28
Maonero Isaya 28:17 akapoteredza