Isaya 28:18 BDMCS

18 Sungano yenyu norufu ichadzimwa; chitenderano chenyu neguva hachingamiri. Shamhu inokukura painouya, muchakundwa nayo.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 28

Maonero Isaya 28:18 akapoteredza