Isaya 28:19 BDMCS

19 Nguva nenguva painouya ichakutakurai ichikuendesai kure; mangwanani achitevera mamwe mangwanani, panguva dzamasikati nenguva dzousiku, ichakukura.”Kunzwisisa shoko iri kuchauyisa kutya.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 28

Maonero Isaya 28:19 akapoteredza