Isaya 29:4 BDMCS

4 Uchadzikisirwa pasi, uchataura uri pasi; kutaura kwako kuchabva muguruva. Inzwi rako richava seresvikiro rinobva pasi muvhu; kutaura kwako kuchaita zevezeve kuchibva muguruva.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 29

Maonero Isaya 29:4 akapoteredza