Isaya 3:5 BDMCS

5 Vanhu vachadzvinyirirana, munhu nomunhu, muvakidzani nomuvakidzani. Vadiki vachamukira vakuru, nounozvidza achamukira anokudzwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 3

Maonero Isaya 3:5 akapoteredza