Isaya 34:6 BDMCS

6 Munondo waJehovha wakanyura muropa, wakafukidzwa namafuta, iro ropa ramakwayana nerembudzi, namafuta anobva paitsvo dzamakondohwe. Nokuti Jehovha ane chibayiro muBozira uye nokuuraya kukuru muEdhomu.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 34

Maonero Isaya 34:6 akapoteredza