Isaya 34:7 BDMCS

7 Nyati dzichawa pamwe navo nehono dzemhuru nehando huru. Nyika yavo ichanyorova neropa, uye guruva richazara mafuta.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 34

Maonero Isaya 34:7 akapoteredza