Isaya 37:38 BDMCS

38 Mumwe musi achinamata ari mutemberi yamwari wake Nisiroki, Adhiramereki naSharezeri, vanakomana vake vakamuuraya nomunondo, ndokutizira kunyika yeArarati. Mwanakomana waEsarihadhoni akamutevera paushe.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 37

Maonero Isaya 37:38 akapoteredza