Isaya 38:1 BDMCS

1 Mumazuva iwayo Hezekia akarwara kusvikira oda kufa. Muprofita Isaya mwanakomana waAmozi akaenda kwaari akati, “Zvanzi naJehovha: Gadzirisa zveimba yako, nokuti uri kuzofa; hausi kuzopona.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 38

Maonero Isaya 38:1 akapoteredza