Isaya 40:27 BDMCS

27 Unoreveiko, iwe Jakobho, unogunun'una chii, iwe Israeri uchiti, “Nzira yangu haizivikanwi naJehovha; Mwari wangu haana hanya nezvandinorwira?”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 40

Maonero Isaya 40:27 akapoteredza