Isaya 40:28 BDMCS

28 Hauzivi here? Hauna kunzwa here? Jehovha ndiye Mwari nokusingaperi, Musiki wamagumo enyika. Haaneti kana kuziya, uye hakuna angayera kunzwisisa kwake.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 40

Maonero Isaya 40:28 akapoteredza