Isaya 41:17 BDMCS

17 “Varombo navanoshaya vanotsvaka mvura asi hakuna; ndimi dzavo dzaoma nenyota. Asi ini Jehovha ndichavapindura; ini, Mwari waIsraeri, handizovasiya.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 41

Maonero Isaya 41:17 akapoteredza