Isaya 41:18 BDMCS

18 Ndichaita kuti nzizi dziyerere pamitunhu isina miti, namatsime pakati pemipata. Ndichashandura gwenga rikava madziva emvura, nenyika yakaoma ikava matsime.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 41

Maonero Isaya 41:18 akapoteredza