Isaya 43:23 BDMCS

23 Hauna kundivigira makwai ezvipiriso zvinopiswa, kana kundikudza nezvibayiro zvako. Handina kukuremedza nezvipiriso zvezviyo, kana kukunetesa nokuda zvinonhuwira.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 43

Maonero Isaya 43:23 akapoteredza