Isaya 43:24 BDMCS

24 Hauna kundivigira kana zvinotapira, kana kundigutsa namafuta ezvibayiro zvako. Asi wakandiremedza nezvivi zvako uye ukandinetesa nokudarika kwako.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 43

Maonero Isaya 43:24 akapoteredza