16 Hafu yehuni anopisa mumoto, nadzo anobika zvokudya zvake, anogocha nyama yake agoidya achiguta. Anozvidziyisazve, agoti, “Haiwa! Ndadziyirwa; moto ndiri kuuona.”
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44
Maonero Isaya 44:16 akapoteredza