Isaya 44:17 BDMCS

17 Nezvasara anoita nazvo chimwari, icho chifananidzo chake; anochipfugamira agochinamata. Anonyengetera kwachiri achiti, “Ndiponesei; ndimi mwari wangu.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44

Maonero Isaya 44:17 akapoteredza