Isaya 44:18 BDMCS

18 Havana chavanoziva, havanzwisisi chinhu, meso avo akanamwa kuitira kuti varege kuona, uye ndangariro dzavo dzakafukidzirwa kuitira kuti varege kunzwisisa. Hapana anombomira kuti afunge,

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44

Maonero Isaya 44:18 akapoteredza