Isaya 44:7 BDMCS

7 Ndianiko zvino akafanana neni? Ngaazvitaure. Ngaadanidzire, azviise mberi kwangu izvo zvakaitika kubva pandakasimbisa vanhu vangu vekare, uye kuti chiiko chichaitika hongu, ngaataure zvichaitika.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44

Maonero Isaya 44:7 akapoteredza