Isaya 44:8 BDMCS

8 Musadedera, musatya. Handina kuparidza izvi here uye ndikazvitaura kare kare? Imi muri zvapupu zvangu. Kune mumwe Mwari kunze kwangu here? Kwete, hakuna rimwe Dombo; hakuna rimwe randinoziva.”

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 44

Maonero Isaya 44:8 akapoteredza