Isaya 45:23 BDMCS

23 Ndakapika neni pachangu, muromo wangu wakataura nokururama kwose shoko risingazoshandurwi: Mabvi ose achapfugama pamberi pangu; ndimi dzose dzichapika neni.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 45

Maonero Isaya 45:23 akapoteredza