Isaya 45:24 BDMCS

24 Vachati pamusoro pangu, ‘Muna Jehovha chete ndimo muno kururama nesimba.’ ” Vose vakamutsamwira vachauya kwaari uye vachanyadziswa.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 45

Maonero Isaya 45:24 akapoteredza