10 Ndinozivisa magumo kubva pakutanga, kubva panguva yekare kare, izvo zvichiri kuuya. Ndinoti: Zvandakaronga zvichaitika, uye ndichaita zvose zvandinoda.
Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 46
Maonero Isaya 46:10 akapoteredza