Isaya 46:9 BDMCS

9 Rangarirai zvinhu zvakare, zviya zvekare kare; ndini Mwari, uye hakuna mumwe; ndini Mwari, hakuna akafanana neni.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 46

Maonero Isaya 46:9 akapoteredza