Isaya 47:10 BDMCS

10 Wakavimba nezvakaipa zvako uye wakati, ‘Hapana anondiona.’ Uchenjeri hwako nezivo yako zvinokutsausa paunoti, mumwoyo mako, ‘Ndini, uye hakuna mumwe kunze kwangu.’

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 47

Maonero Isaya 47:10 akapoteredza