Isaya 47:11 BDMCS

11 Dambudziko richakuwira, uye haugoni kuzoziva kuti ungaritanda sei. Njodzi ichakuwira yausingagoni kubvisa nomuripo; pakarepo kuparadza kwausingagoni kuziva, kuchawira pamusoro pako.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 47

Maonero Isaya 47:11 akapoteredza