Isaya 49:1 BDMCS

1 Ndinzwei, imi zviwi; inzwai izvi, imi ndudzi dziri kure; Jehovha akandidana ndisati ndaberekwa; kubva pakuzvarwa kwangu akataura zita rangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 49

Maonero Isaya 49:1 akapoteredza