Isaya 49:2 BDMCS

2 Akaita muromo wangu somunondo unopinza, akandiviga mumumvuri wechanza chake; akandiita museve unopenya, akandiviga mugomba rake.

Verenga chitsauko zvakakwana Isaya 49

Maonero Isaya 49:2 akapoteredza